Jah Prayzah – Jah Prayzah – Forogonya Lyrics

Jah Prayzah – Forogonya Lyrics

Wagwizi, haa!

Usanyanyondibata ipapo
Ende handikuoni mushe (Rodney Beats)
Usanyanyondibata ipapo
Hmm, handikuoni mushe

Yaunoda kunditamba iyoyo ndakatomboitamba mumwe
Matsotsi, haagerane

Unofunga kuti unondirova chekuseri
Unoita kundihwandira seri, kundikumbira unondityei?

Kana uchida kuti ndiite zvaunoda, chiitawo zvandinoda
Zvi-balance

Akandidai so, agondidai so (akachukucha chiuno, aichuna)
Kuita kunditsvaira nemutsvairo (akachukucha chiuno, aichuna)
Zvikanzi, "Hamheno ukandigona?" (Akachukucha chiuno, aichuna)
Anga andikwidza forogonya (akachukucha chiuno, aichuna)

Akandidai so, agondidai so (akachukucha chiuno, iwe woshora)
Kuita kunditsvaira nemutsvairo (akachukucha chiuno, iwe woshora)
Zvikanzi, "Hamheno ukandigona?" (Akachukucha chiuno, iwe woshora)
Anga andikwidza forogonya (akachukucha chiuno, iwe woshora)

Vana muHarare senyi vasingarare, nhai baba Harare?
Ukavabvunza voti, "Musatigadza dare, mujolo wakatanga kare nana baba"

Hee eh-eh, eh-eh, vaijola
Hee, ehee, eh, eh-eh, haa
Hee eh-eh, eh-eh, vaijola
Hee, ehee, eh, eh-eh

Unofunga kuti unondirova chekuseri
Unoita kundihwandira seri, kundikumbira unondityei?
Unofunga kuti unondirova chekuseri
Unoita kundihwandira seri, kundikumbira unondityei?

Akandidai so, agondidai so (akachukucha chiuno, aichuna)
Kuita kunditsvaira nemutsvairo (akachukucha chiuno, aichuna)
Zvikanzi, "Hamheno ukandigona?" (Akachukucha chiuno, aichuna)
Anga andikwidza forogonya (akachukucha chiuno, aichuna)

Akandidai so, agondidai so (akachukucha chiuno, iwe woshora)
Kuita kunditsvaira nemutsvairo (akachukucha chiuno, iwe woshora)
Zvikanzi, "Hamheno ukandigona?" (Akachukucha chiuno, iwe woshora)
Anga andikwidza forogonya (akachukucha chiuno, iwe woshora)

Chazireni, bvunza Ushamba kuti Mambo ndiyani? Achauya mangwana

Lyrics sourced via LRCLIB, contributed by its community.