Jah Prayzah – Kurarama Lyrics

Hmmm
Hakuna anorarama nemanza yakanaka – hakuna
Hakuna anorarama nemasanga – hakuna, hakuna ba
Hakuna anorarama nemanza yakanaka – hakuna
Hakuna anorarama nemasanga – hakuna, hakuna ba

Kana usina gwanza, hauna chiri muchanza
Uyambuke nyanza kana usina ngarava
Kana usina gwanza, hauna chiri muchanza
Hauyambuke nyanza kana usina ngarava
Tiri vazhinji vanode kurarama
Haiwa zvinonetsa kana mukaramwa

Tiri vazhinji vanode kurarama
Haiwa zvinonetsa kana mukaramwa
Nekuti dziriko hondo dziri muchadenga
Aiwa dzinonetsa kana mukaramwa

Tiri vazhinji vanode kurarama
Haiwa zvinonetsa kana mukaramwa
Kana usina gwanza, hauna chiri muchanza
Hauyambuke nyanza kana usina ngarava

Tiri vazhinji vanode kurarama
Haiwa zvinonetsa kana mukaramwa
Nekuti dziriko hondo dziri muchadenga
Aiwa dzinonetsa kana mukaramwa
Tiri vazhinji vanode kurarama
Haiwa zvinonetsa kana mukaramwa

Kana masiyako mundireverere
Musenge svinga zvingareme
Tiri vazhinji vanode kurarama
Haiwa zvinonetsa kana mukaramwa

Kana usina gwanza, hauna chiri muchanza
Hauyambuke nyanza kana usina ngarava

Tiri vazhinji vanode kurarama
Haiwa zvinonetsa kana mukaramwa
Kana usina gwanza, hauna chiri muchanza
Hauyambuke nyanza kana usina ngarava
Tiri vazhinji vanode kurarama
Haiwa zvinonetsa kana mukaramwa

Aiwa moyo waidisa kugarisana
Asi yandinonyanyo kutya ihama yangu
Tiri vazhinji vanode kurarama
Haiwa zvinonetsa kana mukaramwa
Aiwa moyo waidisa kugarisana
Asi yandinonyanyo kutya ihama yangu
Tiri vazhinji vanode kurarama
Aiwa zvinonetsa kana mukaramwa

Tiri vazhinji vanode kurarama
Aiwa zvinonetsa kana mukaramwa
Tiri vazhinji vanode kurarama
Aiwa zvinonetsa kana mukaramwa
Tiri vazhinji vanode kurarama
Aiwa zvinonetsa kana mukaramwa

Tiri vazhinji vanode kurarama
Aiwa zvinonetsa kana mukaramwa
Tiri vazhinji vanode kurarama
Aiwa zvinonetsa kana mukaramwa
Tiri vazhinji vanode kurarama
Aiwa zvinonetsa kana mukaramwa