James Chimombe – Siya Wawoneka Lyrics

Siya Wawoneka Lyrics

Zvawafunga zvekuyenda siya wavoneka
Zvikanowoma ikoko unowana madzokero
Asi wandigumbura
Vakambo onana havashayane
Pakuparadzana usandiwanzira
Zvinondirwadza kuti tiparadzane
Ziva gotsi rutsito

Zvawafunga zvekuyenda siya wavoneka
Zvikanowoma ikoko unowana madzokero
Asi wandigumbura
Vakambo onana havashayane
Pakuparadzana usandiwanzira
Zvinondirwadza kuti tiparadzane
Ziva gotsi rutsito

Vaitiwona tiri tose vachandibvunza
"Ko mumwe aripiko?"
Vaitiwona tiri tose vachakuvunza
"Ko mumwe aripi?"
Uchati chiiko?
Uchandi nyepera?

Vaitiwona tiri tose vachandibvunza
"Ko mumwe aripiko?"
Vaitiwona tiri tose vachakuvunza
"Ko mumwe aripi?"
Uchati chiiko?
Uchandi nyepera?
Ndaikurova ndichikutuka
Iwe wakafurirwa na Paradzai

Gotsi rutsito
Gotsi rutsito
Gotsi rutsito shamwari

Vaitiwona tiri tose vachandibvunza
"Ko mumwe aripiko?"
Vaitiwona tiri tose vachakuvunza
"Ko mumwe aripi?"
Uchati chiiko?
Uchandi nyepera?

Vaitiwona tiri tose vachandibvunza
"Ko mumwe aripiko?"
Vaitiwona tiri tose vachakuvunza
"Ko mumwe aripi?"
Uchati chiiko?
Uchandi nyepera?
Ndaikurova ndichikutuka
Iwe wakafurirwa na Paradzai

Gotsi rutsito
Gotsi rutsito
Gotsi rutsito
Gotsi rutsito shamwari

Lyrics sourced via LRCLIB, contributed by its community.