Leonard Dembo – Dudzai Lyrics

Dudzai Lyrics

Dudzai mudiwa, kana usingachandida
Ini handina zvinondinetsa, ndibudirewo pachena

Nhoroondo dzako dzinondizvimbira
Nokuti zvino wandichembedza, ndave kukusemesa

Unoudza Gezatidye kuti kana ini ndauya, tambira kure
Paidamoyo uchandiurayisa

Rine manyanga hariputirwe
Rimwe zuva dhiya wangu, zvichabuda pachena

Lyrics sourced via LRCLIB, contributed by its community.