Leonard Dembo – Zii-Zii Lyrics
Zii-Zii Lyrics
Zvawakangoti zii-zii mudiwa wangu
Chiiko chauri kuronga apo?
Zvawakangoti zii-zii mudiwa wangu
Chiiko chauri kuronga uko?
Zvawakangoti zii-zii uriko kure
Chiiko chauri kuronga?
Zvawakangoti zii-zii uriko kure
Chiiko chauri kufunga uko?
Chinguri wakandisiya dhiya wangu
Chiiko chauri kufunga?
Chinguri wakandisiya dhiya wangu
Chiiko chaunomboronga?
Zvaunongozofara kana ndauya
Chiiko chauri kuita iwe?
Kana usisandide nditaurirewo
Kana usisandide ndinyeurirewo
Kana usisandide nditaurirewo
Zvawakangoti zii-zii mudiwa wangu
Chiiko chauri kufunga uko?
Zvawakangoti zii-zii madhiya wangu
Chiiko chaunomboronga?
Chinguri wakandisiya dhiya wangu
Chiiko chauri kufunga iwe?
Zvaunongozofara kana ndauya
Chiiko chauri kuita?
Chinguri wakandisiya dhiya wangu
Chiiko chinokunakidza?
Zvimwe hauchandide nditaurirewo
Zvimwe hauchandide ndinyeurirewo
Zvimwe hauchandide nditaurirewo
Zvimwe hauchandide ndinyeurirewo
Zvimwe hauchandide nditaurirewo
Zvimwe hauchandide ndinyeurirewo
Lyrics sourced via LRCLIB, contributed by its community.
