Leonard Dembo & The Barura Express – Imba Yemashoko Lyrics
Imba Yemashoko Lyrics
Ndiwe wakakunda murudo rwangu
Nguva ichasvika uchapembera usandigumbukira
Ndiwe chete wakakunda murudo rwangu
Nguva ichasvika uchapembera zvokunetsa zvichapera
Pedo pedo pauri mupfungwa dzangu
Asi munyama uri kure zvinotoda uri pedo wandipawo mazano
Zviri nyore kuvaka imba nemashoko, kuzviita haizi nyore
Dai sekuru varipo vakupawo mazano
Uchikurawo kani iwe zijaya
Uchikurawo kani iwe zimhandara

Lucy kurawo kani iwe zimhandara
Uchikurawo kani iwe zijaya
Lucy nyarawo kani iwe zimhandara

Uchinyarawo kani iwe zimhandara
Lyrics sourced via LRCLIB, contributed by its community.