Nyasha David – Marry Anne (Mariana) Lyrics

Marry Anne (Mariana) Lyrics

Oh Mariana, Mariana
Hey, (Nyasha David) Mariana
(Golden Finger on the, on the-)

Ndarota tichitobva kumaroro
Nyika ichidengenyeka makorokoto
Wandibira moyo wangu baby uri gororo
Nyama nemweya asi uchindipa zororo
Nhaiwe iwe ndirimumafuro manyoro
Rudo rwandipinda mumwongo zvinyoronyoro
Pabva paita separoverwa chihoko
Kudanana newe, kudya namambo

And baby zvaJesu, ndinokuda ndinokuda
And baby zvamuchose ndinofunga ndinofunga
Baby zvaJesu, ndinokuda ndinokuda

Oh Mariana (Mariana Mariana) hey
Mariana (Mariana Mariana) oh oh
Mariana (Mariana Mariana) hey
Mariana (Mariana)

Ndaona veruzhinji vaine godo
Vachichiva love type yatiinayo
Kuita senge moto wakabvira pachi-
Huchi hutsva huchangomorwa mumukoko
Nhaiwe iwe ndirimumafuro manyoro
Rudo rwandipinda mumwongo zvinyoronyoro
Pabva paita separoverwa chihoko
Kudanana newe, kudya namambo

And Baby zvaJesu, ndinokuda ndinokuda
And baby zvamuchose ndinofunga ndinofunga
Baby zvaJesu, ndinokuda ndinokuda

Oh Mariana (Mariana Mariana) hey
Mariana (Mariana Mariana) oh oh
Mariana (Mariana Mariana) hey
Mariana (Mariana)

Ah, Baba vako ndovakudza nei? (Mariana)
Shuwiro yavo ndiizadzise (Mariana)
Amai vako ndoovatenda sei? (Mariana)
Mufaro wavo ndiuzadzikise (Mariana)
Baba vako ndovakudza nei? Mariana)
Shuwiro yavo ndiizadzise (Mariana)
Amai vako ndoovatenda sei? (Mariana)
Mufaro wavo ndiuzadzikise (Mariana)

And Baby zvaJesu, ndinokuda ndinokuda
And baby zvamuchose ndinofunga ndinofunga
Baby zvaJeso, ndinokuda ndinokuda

Oh Mariana (Mariana Mariana) hey
Mariana (Mariana Mariana) oh oh
Mariana (Mariana Mariana) hey
Mariana (Mariana, um um ah Mariana)

Lyrics sourced via LRCLIB, contributed by its community.