Voltz JT – Gara Ndichauya (feat. Nyasha David) Lyrics
Gara Ndichauya (feat. Nyasha David) Lyrics
Say you are my friend JT
(My friend JT)
Say what are you doing JT
(do do doing JT)
Shoko rangu harimbofi rakawira pasi
Handimbofi
Handizorori
Hazvimbofi
Handikundikani ndiwe svovi
Handizorori
Nekuti ndakutsidzira (ndakutsidzira)
Mudiwa gara
Mudiwa gara
Mudiwa gara
Gara ndichauya
Gara ndichauya
Mudiwa gara
(Yeah gara ndichauya)
Gara ndichauya
(Yeah gara ndichauya)
Mudiwa gara
(Yeah gara ndichauya)
Gara ndichauya
Gara ndichauya
Yaaa zvamanje manje handisi shuwa kuti ndokuona rini
Ndichakutora ndokuendesa kuN.O.P
Kunoona gogazi mazuvano ndane focus
Mazuvano handina time yekucheukira maoffers mamwe
Handifarire panze usandivharire panze
Dai waingotaura nei usingavanze
Wondiratidza masides ese usinga kavhe
Ndiani akakunyepera kuti love hairwadze
Patomuka tichitadza kungonzwisisana
Toona zuva rakutopera tichipikisana
Sezvinonzi takatumwa kuzorwadzisana
Nekuwachisana
Asi ukamuka uchinzi nhasi hausisipo ndinoswera ndakabaikana
Gara pasi tidzidzisane kugarisana
Hapana zuva randichakuudza kuti ndakundikana
Hapana zuva randichakuudza kuti zvavharana (zvavharana)
Shoko rangu harimbofi rakawira pasi
Handimbofi
Handizorori
Hazvimbofi
Handikundikani ndiwe svovi
Handizorori
Nekuti ndakutsidzira (ndakutsidzira)
Mudiwa gara
(Yeah gara ndichauya)
Mudiwa gara
(Yeah gara ndichauya)
Mudiwa gara
(Yeah gara ndichauya)
Gara ndichauya
Gara ndichauya
Mudiwa gara
(Yeah gara ndichauya)
Gara ndichauya
(Yeah gara ndichauya)
Mudiwa gara
(Yeah gara ndichauya)
Gara ndichauya
Gara ndichauya
Zvamanje manje handisi shuwa kuti ndichazviita sei
Zvinhu zvatoda hazvikwani pandopihwa pay
Ndikasashanda iwewe wacho ndokupei
Ndosara kumashure ndikazorora zve one day
But usakwate handishaye plan
Pandobaya pese inga ndozodzoka wani
Pandinopenga ndinopenga newe uri one
Ende kudzoka ndichadzoka handikundikani
Yeah zvamanje manje handisi shuwa kuti ndokuona rini
Ndichakutora ndokuendesa kuN.O.P
Kunoona gogaz mazuvano ndane focus
Yeah kunoona gogaz mazuvano ndane focus
Zvamanje manje handisi shuwa kuti ndokuona rini
Ndichakutora ndokuendesa kuN.O.P
Kunoona gogaz mazuvano ndane focus
Yah kunoona gogaz mazuvano ndane focus
Ndakutsidzira
(Mudiwa gara)
Ndakutsidzira
(Mudiwa gara)
Ndakutsidzira
Gara ndichauya
Lyrics sourced via LRCLIB, contributed by its community.
