Simon Chimbetu & Orchestra Dendera Kings – Simba Nederere Lyrics
Simba Nederere Lyrics
Inga wakataura wani
Kuti munhamo tiri tese
Saka wapanduka sei?
Inga wakataura wani
Kuti munhamo tiri tese
Saka wandisiya sei?
Wandisiya sei?
Wandiramba sei?
Wapanduka sei?
Wanditiza sei?
Wandisiya sei?
Inga wakataura wani
Kuti muhondo tiri tese
Saka wapanduka sei?
Wapanduka sei?
Wanditiza sei?
Wandiramba sei?
Wandisiya sei?
Wacheuka sei?
Inga wakataura wani
Kuti mugwara tiri tese
Saka wacheuka sei?
Wacheuka sei? Eh eh
Wandisiya sei?
Wapanduka sei?
Pawandisiya pakaoma o-o-oma
Pawandisiya pakaoma o-o-oma
Ndepekusimba nederere, o-o-oma
Derere samwenda o-o-oma
Pawandisiya pakaoma o-o-oma
Pawandisiya pakaoma o-o-oma
Ndepekurara ndakasunga, o-o-oma
Ndepekurara ndakasunga, o-o-oma
Ah ah cho-o-o i-i-i
Hoka tsaka, hoka, tsaka
Pawandisiya pakaoma o-o-oma
Pawandisiya pakaoma o-o-oma
Rekai sunungura moyo wako
Rekai sunungura moyo wako
Pawandisiya pakaoma o-o-oma
Pawandisiya pakaoma o-o-oma
Rekete sunungura moyo wako
Rekete sunungura moyo wako
Ah ah, i-i-i
Ah ah, che, che
Pawandisiya pakaoma o-o-oma
Pawandisiya pakaoma o-o-oma
Ndepeku simba nederere, o-o-oma
Derere samwenda, o-o-oma
Rekai sunungura moyo wako
Rekai sunungura moyo wako
Pawandisiya pakaoma o-o-oma
Pawandisiya pakaoma o-o-oma ah
Lyrics sourced via LRCLIB, contributed by its community.
