Simon Chimbetu & Orchestra Dendera Kings – Vana Vaye Lyrics
Vana Vaye Lyrics
Kana moenda mkoma kana moenda
Kana moenda kure kure kana moenda
Kana moenda mkoma kana moenda
Kana moenda kure kure kana moenda
Kana moenda mkoma kana moenda
Kana moenda kumabiko kana moenda
Kana moenda mkoma kana moenda ka
Mundisiyire yehupfu hwevana vangu
Kana mokwidza mitengo yetunonaka
Mundisiyire yechingwa chevana vangu
Kana mokwidza mitengo yetunonaka
Mundisiyire yechingwa chevana vangu
Kana mokwidza mitengo yetunonaka
Mundisiyire yechingwa chevana vangu
Kana mokwidza mitengo yetunonaka
Mundisiyire yechingwa chevana vangu
Vanochema vana vaye vanochema
Vanoyaura vana vaye vanoyaura ava
Vanochema vana vaye vanochema ava
Vanoyaura chavanoda ku survivor
Chawawana mkoma udye nehama
Vanokanganwa vaNyamande vanokanganwa
Chawawana mkoma udye nehama
Vanokanganwa vaNyamande vanokanganwa ava
Chawawana mkoma udye nehama
Vanokanganwa vaNyamande vanokanganwa ava
Chawawana mkoma udye nehama
Vanokanganwa vaNyamande vanokanganwa ava
Kana moenda mkoma kana moenda
Muchinopinda msangano kana moende
Kana moenda mkoma kana moenda
Muyitaure yehupfu hwevana vaye
Vanochema vana vaye vanochema ava
Vanoyaura vana vaye vanoyaura ava
Vanochema vana vaye vanochema ava
Vanoyaura chavanoda ku survivor
Chawawana mkoma udye nehama
Vanokanganwa vaNyamande vanokanganwa ava
Chawawana mkoma udye nehama
Vanokanganwa vaNyamande vanokanganwa ava
Chawawana mkoma udye nehama
Vanokanganwa vaNyamande vanokanganwa ava
Chawawana mkoma udye nehama
Vanokanganwa vaNyamande vanokanganwa ava
Lyrics sourced via LRCLIB, contributed by its community.
