Tocky Vibes – 9pro Lyrics
9pro Lyrics
Iwichi, chikwi, chikwi
Urikuenda kupi?
Une plan dzipi
Kwahi, nditori mwana wa-Bishop
Ende zvibhodhoro ndorova, kana Ciroc
Umwe mwana tamu-picker pa-bus stop
Hanzi ndikubva ku-workshop
Kubuda ndotobuda kana nda-sniker
Asi izvezvi ndomonotanga ndabika
Chamakuvangu makafitiwa ne-sneaker
Mu-face wangu niggga, hausi dinga
Sebhora rechikweshe musazondinyika
Ndiwe wakaimba 'Tocky waenda nenyika'
Kana makudiwa kumba musazozviviga
Huya waka tsiga (panoda tsika)
Asi nhasi munouya na-nine
Mudhara vanorara na-nine
Ndowanzo kubuda na-nine
Munongo paka muraini
Ukasandifonera ndega ndoku-beeper
Ukasazouya ini ndinga tobhipa
Ndanga ndatodhibha mashoko mairi, matatu, awangondipa
Arikuzipa
Asi nhasi munouya na-nine
Mudhara vanorara na-nine
Ndowanzo kubuda na-nine
Munongo paka muraini
Mukashaya ndinomwa kana wine
Ende futi ndino-shaker waistline
Mukaedza dancehall, baba imi
Vybz kartel kana dzenyu imi
Unofanira kukasika kudhabhura
Kuti munhu wese akuda jabula
Sa-Christiano ndinosiya ndavawaura ini
Vanosara vachitaura ini
Asi nhasi munouya na-nine
Mudhara vanorara na-nine
Ndowanzo kubuda na-nine
Munongo paka muraini
Lyrics sourced via LRCLIB, contributed by its community.
