Tocky Vibes – Mari Lyrics

Mari Lyrics

Lingo Beats
Mari tose, tose tokuda asi wakada nhingi
Asi mari hauzi shamwari (ukandiramba mari, mari)

Mari tose tokuda asi haudi tese
Munhu wese anomukira kakutsvaga chete
Kumagumo (ndichauya) nanhasi uno (vamwe vachibuda)
Une rusarura ganda, hauzi shamwari yakanaka

Ndambokutsvaga chimbonditsvagawo, ukandiona ndimise
Hesi Tocky, inini ndonzi mari, oo phone number dzangu idzi ndibeepewo
Mari unogarepiko, kumba kwenyu ndisvitsewo
Let's start by being friends, plus daddy vangu havafarire vayenzi

Mari tose tokuda asi wakada nhingi, ukandiramba, mari, mari
Mari, mari, mari, mari, hauzi shamwari

Mari tose tokuda asi haudi tese
Munhu wese anomukira kukutsvaga chete
Kumagumo (ndichauya) nanhasi uno (vamwe vachibuda)
Une rusarura ganda, hauzi shamwari yakanaka

Hamheno, hamheno hako pauchandifungawo
(Hamheno, hamheno, hako pauchandifunga)
Gara ndichauya hamheno kana uchiri kuda
(Gara ndichauya hamheno kana uchiri kuda)

Hamheno, hamheno hako pauchandifungawo
(Hamheno, hamheno hako pauchandifunga)
Gara ndichauya hamheno kana uchiri kuda
(Gara ndichauya hamheno kana uchiri kuda)

Uzofunga kuti vese vanokuda
Daddy na mommy vanokuda
Na homeboy hommie, anotokuda

Mari tose tokuda asi haudi tese
Munhu wese anomukira kakutsvaga chete
Kumagumo (ndichauya) nanhasi uno (vamwe vachibuda)
Une rusarura ganda, hauzi shamwari yakanaka

Tose tokuda asi wakada nhingi, ukandiramba
Tose tokuda asi wakada nhingi, ukandiramba (handidiba)
Ndambokutsvaga chimbonditsvagawo, ukandiona ndimise

Hesi Tocky, inini ndonzi mari, oo phone number dzangu idzi, ndibeepe
Mari unogarepiko, kumba kwenyu ndisvitsewo (gara ndichauya)
Let's start by being friends, plus daddy vangu havafarire vayenzi

Mari tose tokuda asi wakada nhingi, ukandiramba
(Hamheno, hamheno hako pauchandifunga)
Gara ndichauya hamheno kana uchiri kuda
(Mari, tose toda mari, asi mari hausi shamwari)
(Mari, tose toda mari, asi mari hausi shamwari)

Lyrics sourced via LRCLIB, contributed by its community.