Tocky Vibes – Marwadzo Lyrics

Marwadzo Lyrics

Sam Chris
Ishe wemadzishe
(Linus Production)
Jehovha-we
Ishe wemadzishe

Ndopera simba, simba
Ishe wemadzishe ndipeiwo
Jehovha-we
Ishe wemadzishe, Mwari woye

Ndavakuda kubuda mumarwadzo akadai
Husiku hwangu huchinje kuva masikati
Ndiri kuda kubuda mumarwadzo akadai
Husiku hwangu huchinje kuva masikati

Zuva nezuva nzvimbo yacho iri kuita duku
Zuva nezuva ndiri kudzoka kutoita muduku
Handikurewo, nei?
Sezvo makore achiwedzera ndaiti zvese zvinowedzera
Ndivanani vakatipedzera vatisingagone kudhonzera, ndandi-ko
Ini ini zvangu

Ndavakuda kubuda mumarwadzo akadai
Husiku hwangu huchinje kuva masikati
Ndiri kuda kubuda mumarwadzo akadai
Husiku hwangu huchinje kuva masikati

Kubva pakutandavara kwava kufunya
Yambenge yakakwana kwave kushinya, kugwinya
Ndinoona ini handina kutsinzinya
Zvino ndoita sei, ndopera simba, simba

Ishe wemadzishe
Ndipei Jehovha-we, simba
Ishe wemadzishe
Mwari woye

Ndavakuda kubuda mumarwadzo akadai
Husiku hwangu huchinje kuva masikati
Ndiri kuda kubuda mumarwadzo akadai
Husiku hwangu huchinje kuva masikati

Zuva nezuva nzvimbo yacho iri kuita duku
Zuva nezuva ndiri kudzoka kutoita muduku
Handikurewo, nei?
Sezvo makore achiwedzera ndaiti zvese zvinowedzera
Ndivanani vakatipedzera vatisingagone kudhonzera, ndandi-ko
Ini ini zvangu

Ndavakuda kubuda mumarwadzo akadai
Husiku hwangu huchinje kuva masikati
Ndiri kuda kubuda mumarwadzo akadai
Husiku hwangu huchinje kuva masikati

Kubva pakutandavara kwava kufunya
Yambenge yakakwana kwave kushinya, kugwinya
Ndinoona ini handina kutsinzinya
Zvino ndoita sei, ndopera simba, simba

Ishe wemadzishe
(Ndipei simba) Jehovha-we
Ishe wemadzishe
Mwari woye

Ndavakuda kubuda mumarwadzo akadai
Husiku hwangu huchinje kuva masikati
Ndiri kuda kubuda mumarwadzo akadai
Husiku hwangu huchinje kuva masikati

Sam Chris Pro
Linus Production

Lyrics sourced via LRCLIB, contributed by its community.