System Tazvida – Wamudira Mari Lyrics

Wamudira Mari Lyrics

Wamuda here mwana uye wamuda nemoyo wose here
Wamuda here mwana uye wamuda nemoyo wose here
Wamuda here nehurombo hwake wamuda nemoyo wose here
Wamuda here nehurombo hwake wamuda nemoyo wose here

Nekuti mangwana hatidi zvinonetsa
Uchazomuramba wamupedza mari yese
Nekuti mangwana hatidi zvinonetsa
Uchazomuramba wochemera vane mota
Nekuti mangwana hatidi zvinonetsa
Uchazomuramba wochemera vane mari

Wamuda here mwana uye wamuda nemoyo wose here
Wamuda here mudhara wemhanza wamuda nemoyo wose here
Wamuda here nehurombo hwake wamuda nemoyo wose here
Wamuda here nehurombo hwake wamuda nemoyo wose here

Nekuti mangwana hatidi zvinonetsa
Uchazomuramba wochemera vane mari
Nekuti mangwana hatidi zvinonetsa
Uchazomuramba wochemera vane mota
Nekuti mangwana hatidi zvinonetsa
Uchazomuramba wochemera vekubhawa
Nekuti mangwana hatidi zvinonetsa
Uchazomuramba wochemera vekubhawa

Wamuda uyo, hee wamudira mari
Wamuda uyo, hee haana kuomera
Wamuda uyo, hee wamudira mari
Wamuda uyo, hee haana kuomera
Wamuda, hee wamudira mari
Wamuda, hee haana kuomera
Wamuda, hee wamudira mari
Wamuda, hee haana kuomera

Ndizvo zvinonetsa rudo rwemari
Uchazomuramba wamupedza mari yese
Ndizvo zvinonetsa rudo rwemari
Uchazomuramba wamupedza mari yese
Ndizvo zvinonetsa rudo rwemari
Uchazomuramba wamupedza mari yese
Ndizvo zvinonetsa rudo rwemari
Uchazomuramba wamupedza mari yese

Nekuti mangwana hatidi zvinonetsa
Uchazomuramba wamupedza mari yese
Nekuti mangwana hatidi zvinonetsa
Uchazomuramba wamupedza mari yese
Nekuti mangwana hatidi zvinonetsa
Uchazomuramba wochemera vekubhawa
Nekuti mangwana hatidi zvinonetsa
Uchazomuramba wochemera vekubhawa
Nekuti mangwana hatidi zvinonetsa
Uchazomuramba wochemera vane mota

Rudo rwave rudo rwemari
Rudo rwave kutengwa nemari
Rudo rwave rudo rwemari
Rudo rwave kutengwa nemari
Rudo rwave rudo rwemari
Rudo rwave kutengwa nemari

Rudo rwemari ndirwo rwawanza kurambana
Rudo rwemari ndirwo rwawanza divorce
Rudo rwemari ndirwo rwazara mumabhawa
Rudo rwemari ndirwo rwawanza kurambana
Rudo rwemari hona ma street kids awandaka

Lyrics sourced via LRCLIB, contributed by its community.