System Tazvida – Wakazvikanyira Wega Lyrics

Wakazvikanyira Wega Lyrics

Ndiwe wakazvikanyira wega
Ndiwe wakazvikanyira wega
Ndiwe wakazvitosvora wega
Ndiwe wakazvitosvora wega

Ndiwe wakazvikanyira wega
Ndiwe wakazvikanyira wega
Ndiwe wakazvitosvora wega
Ndiwe wakazvitosvora wega

Nyaya yako yekuzviedza gamba
Nyaya yako yekuzviedza gamba
Nyaya yako yekuzviedza gamba
Nyaya yako yekuzviedza gamba

Ndiwe wakazvikanyira wega
Ndiwe wakazvikanyira wega
Ndiwe wakazvitosvora wega
Ndiwe wakazvitosvora wega

Nyaya yako yekuzviedza gamba
Nyaya yako yekuzviedza gamba
Nyaya yako yekuzviedza gamba
Nyaya yako yekuzviedza gamba

Ndakambokuudza mukoma usadaro
Ndakambokuyambira munin'ina usadaro
Ndakambokuudza mukoma usadaro
Ndakambokuyambira munin'ina usadaro

Nyaya yako yekuzviedza gamba
Nyaya yako yekuzviedza gamba
Nyaya yako yekuzviedza gamba
Nyaya yako yekuzviedza gamba

Ndiwe wakazvikanyira wega
Hoo, ndiwe wakazvikanyira wega
Ndiwe wakazvitosvora wega
Hoo, ndiwe wakazvitosvora wega

Chiona nhasi ndomene haichemedze
Chiona munin'ina ndomene haichemedze
Chiona nhasi ndomene haichemedze
Chiona mukoma ndomene haichemedze
Chiona nhasi ndomene haichemedze
Chiona munin'ina ndomene haichemedze

Hugamba hwapera nenhamo
Hugamba hwapera nenzara
Hugamba hwapera nenhamo
Hugamba hwapera nenzara
Hugamba hwapera nenhamo
Hugamba hwapera nenzara

Hoo, nhamo ichakuorora
Hona nhamo ichakuorora
Hoo, nhamo ichakuorora
Hona nhamo ichakuorora
Hoo, nhamo ichakuorora
Hona nhamo ichakuorora
Hoo, nhamo ichakuorora
Hona nhamo ichakuorora

Wazozvionera kumhunga hakunepwa (isu newe tsitsi hatina)
Wazozvionera kumhunga hakunepwa (isu newe tsitsi hatina)
Wazozvionera kumhunga hakunepwa (patinonguvaira kuseka hatirege)
Wazozvionera kumhunga hakunepwa (patinonguvaira kuseka hatirege)
Wazozvionera kumhunga hakunepwa (isu newe tsitsi hatina)
Wazozvionera kumhunga hakunepwa (isu newe tsitsi hatina)

Lyrics sourced via LRCLIB, contributed by its community.