System Tazvida – Aripo Avakukushaisa Hope Lyrics
Aripo Avakukushaisa Hope Lyrics
Aripo ava kukushaisa hope
Ndinozviona nezviito zvako
Aripo ava kukushaisa hope
Ndinozviona nezviito zvako
Zviito zvako mazuva ano zvachinja
Zvakasiyana nezvawaiita kare
Zviito zvako mazuva ano zvachinja
Zvakasiyana nezvawaiita kare
Aripo ava kukushaisa hope
Ndinozviona nezviito zvako
Aripo ava kukushaisa hope
Ndinozviona nezviito zvako
Zviito zvako mazuva ano zvachinja
Zvakasiyana nezvawaiita kare
Zviito zvako mazuva ano zvachinja
Zvakasiyana nezvawaiita kare
Hauchandida here ndiudze nguva ichipo
Ndione zvekuita zuva risati radoka
Hauchandida here ndiudze nguva ichipo
Ndione zvekuita zuva risati radoka
Vakanaka ndoziva ndinovawana
Ukandiramba chete zuva risati radoka
Vakanaka ndoziva ndinovanyurura
Ukandikanya chete zuva risati radoka
Vakanaka ndoziva ndinovawana
Ukandiramba chete zuva risati radoka
Vakanaka ndoziva ndinovanyurura
Ukandikanya chete zuva risati radoka
Kana ukandiramba ndichawana mumwe
Kana ukandiramba bhebhi ndichawana mumwe
Ndinozviziva chete ndichawana mumwe
Ndinozviziva chete ndichawana mumwe
Iwe ukapoza ndichawana mumwe
Iwe ukapoza bhebhi ndichawana mumwe
Ndinozviziva chete ndichawana mumwe
Ndinozviziva chete ndichawana mumwe
Ko unopoza neiko?
Bhebhi unoshaina neiko?
Ko unopoza neiko?
Bhebhi unoshaina neiko?
Ko unopoza neiko?
Bhebhi unoshaina neiko?
Haiwa kupoza nezvisipo
Ukandipozera ndinoswera ndakecha
Ukandipozera ndinoswera ndaronga
Ukandipozera ndinoswera ndakecha
Ukandipozera ndinoswera ndaronga
Ukandipozera ndinoswera ndakecha
Ukandipozera ndinoswera
Lyrics sourced via LRCLIB, contributed by its community.
