System Tazvida – Vasina Godo Havadaro Lyrics

Vasina Godo Havadaro Lyrics

Vanondida, vanondida ndakadaro
Vanondida, vanondida ndakadaro
Vanondivenga, vanondivenga ndakadaro
Vanondivenga, vanondivenga ndakadaro

Vanondida, vanondida ndakadaro
Vanondida, vanondida ndakadaro
Vanondivenga, vanondivenga ndakadaro
Vanondivenga, vanondivenga ndakadaro

Usamanikidzwe kundida iwe
Usamanikidzwe kundida iwe
Usamanikidzwe kundida iwe
Usamanikidzwe kundida iwe

Wandinoda ndinomuda akadaro
Wandinoda ndinomuda akadaro
Anondida, anondida ndakadaro
Anondida, anondida ndakadaro

Handimanikidzwe kumuda uyo
Handimanikidzwe kumuda uyo
Haamanikidzwe kundida uyo
Haamanikidzwe kundida uyo

Unozviziva ishanje idzo
Ndinozviziva ishanje idzo
Ndinozviziva ishanje idzo
Ndinozviziva ishanje

Vasina godo havadaro
Vasina shanje havadaro
Vasina godo havadaro
Vasina shanje havadaro
Hona veshanje vauya
Ndati veshanje vauya
Hona veshanje vauya
Ndati veshanje vauya

Wandinoda ndinomuda akadaro
Wandinoda ndinomuda akadaro
Anondida, anondida ndakadaro
Anondida, anondida ndakadaro

Handimanikidzwe kumuda uyo
Handimanikidzwe kumuda uyo, iye iyeye
Haamanikidzwe kundida uyo
Haamanikidzwe kundida uyo iye iyeye

Anondida ndakadaro mwana uyo
Anondida ndakadaro mwana uyo
Ndinomuda akadaro dhiya uyo
Ndinomuda akadaro dhiya uyo
Unondida ndakadaro mwana uyo
Unondida ndakadaro mwana uyo
Ndinomuda akadaro dhiya uyo
Ndinomuda akadaro dhiya uyo

Wozondinyora pachipfuva mwana iwe
Kuti vese vagoziva ava
Kuti ini ndiri wako zvachose
Wozondinyora pachipfuva mwana iwe
Kuti vese vagoziva ava
Kuti ini ndiri wako zvachose

Ndichakunyora pachipfuva mwana iwe
Kuti vese vagoziva ava
Kuti ini ndiri wako zvachose
Ndichakunyora pachipfuva mwana iwe
Kuti vese vagoziva ava
Kuti ini ndiri wako zvachose

Ndichakunyora kuti smoko mwana iwe
Kuti vese vagoziva ava
Kuti ini ndiri wako zvachose
Ndichakunyora kuti smoko mwana iwe
Kuti vese va-

Lyrics sourced via LRCLIB, contributed by its community.