Jah Prayzah – Kurarama Lyrics
HmmmHakuna anorarama nemanza yakanaka – hakunaHakuna anorarama nemasanga – hakuna, hakuna baHakuna anorarama nemanza yakanaka – hakunaHakuna anorarama nemasanga – hakuna, hakuna ba Kana usina gwanza, hauna chiri muchanzaUyambuke nyanza kana usina ngaravaKana usina gwanza, hauna chiri muchanzaHauyambuke nyanza kana usina ngaravaTiri vazhinji vanode kuraramaHaiwa zvinonetsa kana mukaramwa Tiri vazhinji vanode kuraramaHaiwa zvinonetsa kana mukaramwaNekuti…