Soul Jah Love – Kutangisa Ma1 Lyrics

Kutangisa Ma1 Lyrics

Bodyslam Records
Chiba-!
Television ting
High definition

Pamwe pacho tenge tichiti takura
Vanin'ina vedu tavavhura
Shamisika vaita futi mashura
Vatanga kutaura-taura

Muground vese ndavawaura
Vazviona kuti ah-h ndinovasandura
Vatanga kuda kunondipinduka
Vazviona chibaba ndakanoshanduka
Ndaiti ndachibaba, handichaite zvinhu zvezvivana
Nekuti ini handina wandotya but ndoda kuvaudza chokwadi

Ndati vada kudisser vatangisa ma1 shiti
Handina nguva naSatan
Mangoma angu ndochinja kunge fashion
Vaudze ndosiya ndakuita nyowani

Ukada kudisser watangisa ma1
Vaudze handisi kuterera Satani
Nekuti ngoma ndochinja sefashion

Chiba-ba-ba-ba-ba-ba
Ndavaudza ndikati ndachimudhara, munhu mukuru
Ndaingoti ndiri chigunduru
Vaudze kuti chibaba chibhuru chine huturu

Ndakadya nduru handisisina nguva nda- nda-
Nguva yekutamba nezvivana
Nekuti pamwe ndavapa mukana
Ndakabva ndavaita vasikana
Vakuda kujuta neko vatanga kuita chimboko
Vaudze kuti ndauya ikoko panomuka smoko

Chiba-ba-ba
Makuda kudisser matotangisa ma1
Eh, handina nguva yekuterera Satan
Chibaba, mangoma ndochinja kunge fashion
Vaudze ndomuita nyowani

Wada kudisser uchatangisa ma1
Chibaba chenyu, ndavaudza feya
Handina nguva naSatan
Vaudze ndane nguva yekuda kugadzirisa mamistake
Ivo neni vakuda futi take-take

Ndatokuona hameno ikoko
Muri mboko tongai ikoko, itai ikoko
Handina shamwari ndine vandinozivana navo
Vandinoonesana navo
Vandinonzwanana navo
Usafunge ndinotsvaga vekutamba navo

Mazuvano tinodealer saka uchiona takachiller
Ukarwara huya tinoku healer
Ndopandoona chibaba ndokupedzera

Watotangisa ma1
Handisisina kana nguva naSatan
Hona ndochinja ngoma sefashion
Vaudze chibaba cha-
Ndovapedzera

Musatangise ma1 muchida kundidisser
Ndokumisa, ndokupisa
Ndopaunoona ndokuveza
Unoda kuti ndisiye ndakugezesa

Zvatanga here?
Wakanganwa
Chibaba ndururani yaani
Ndini chibabababa, zvivana-na-na-na-na

Tangisa ma1
Handisisina yekuterera Satan
Handina, ndakudawo zvinyowani

Kana wandiona tanga wambondibvisira ngowani
Ita, "Chibaba makadini?"
"Ndini zvivana, tinodini?"
Kana ndikabata mupinyi
Inini ndinoenda newin

Musade kuti, "Sauro! Sauro!"
Kana ndichinge ndaita gauro
Hamunga nditengese tauro
But handisi wechimero
Ndenge ndakadzikama, kuzvininipisa
Ndosiya ndavachipisa
Inini ndovaitisa, zvivana zvangu ndozvidhijisa ma1

Handisisina nguva yekuterera zvivana zvasatan
Ngoma ndochinja kunge fashion
Different futi zvimapatani

Talk of the town
Musombodhiya
Hameno ikoko (ikoko)
Chiba-
Television ting (television ting)

Lyrics sourced via LRCLIB, contributed by its community.