Soul Jah Love – Handichade Nhamo Lyrics
Handichade Nhamo Lyrics
Honoryry
Chiabbab ba
Kwandabva kure
Concurring
Soul jah love
Zvandazofungiswa na boss teni
ndakumastandi
Ndichavakao deni
Ndavene gaini
Ndakura ndiriminhu ane paini
Nah wanna dem
Takangokura tirivanhu vekuchiva
Masmart vamwe ndovaingorova
Tinozvireva
Hupenyu wacho waitongovava
Kupfuura gavakava
Ende nhasi mufunge
Wakundiendera
Mwari vauya vatozvipindira
Mangoma futi ndichatova pondera
Manje ndovaimbira
Hatichamuda nhamo
Ndati kani kokanai
Mese foneranai
Hama dzese hunganai
Mumbosvika pano (mese svikai pano!)
Toda kumboponda nhamo
Tisvike kumagumo
Hatichamuda pano
Vachazotaura dzavangano
Ndati kokanai
Mese unganai
Hama dzese hunganai
Mumbosvika pano (mese svikai pano!)
Toda kumboponda nhamo
Hatichamuda pano
Hatichamuda pano
Iye nhamo
Hatichadi hatichadi
Nekuti nhamo akaita
Kuti mai vazofa
Ndatadza kuendesa kuchipatara
Hapana aibhadhara
Ehe
Takanga taka tandara
Asi vaka parara
Ndikati nhamo
Akanditadisa kupinda chikoro
Nhasi uno ndonzi ndakura musoro
Nekungoba zvinhu ka muzvitoro
Iye nhamo
Iyeyu nhamo
Hanzanzi yangu irirkutengesa nyama
Ende futi
Tirikunzi kwedu time munyama
Ehe
Zvirikunzi kwedu vanonyima
Saka tasunga
Ndati ini foneranai
Mese kokanai
Hama dzese unganai
Mumbosvika pano
Mumbosvika pano (mese svikai pano!)
Toda kumboponda nhamo
Hatichamuda pano
Vachazotaura dzavangano
Dzavangano
Ndati kokanai
Hama unganai
Mese foneranai
Toda mumbosvika pano
Toda kumboponda nhamo
Hatichamuda pano
Asvike ka kumagumo
Ah kumagumo
Aita kuti ndigoita mamwe mabasa mamwe andisinga gone
Nhamo
Hupenyu wacho wakuita kuti zvinhu zvese zviindike
Ndati ini kokanai
Mese foneranai
Hama dzese unganai
Mumbosvika pano
Toda kumboponda nhamo
Tisvike kumagumo
Hatichamuda pano
Vachazotaura dzavangano
Ndati kokanai
Mese unganai
Hama dzese foneranai
Mumbosvika pano
Toda kumboponda nhamo
Hatichamuda pano
Hatichamuda pano
Iye nhamo
Ndati ini foneranai
Mese kokanai
Hama dzese unganai
Mumbosvika pano
Toda kumboponda nhamo
Hatichamuda pano
Vachazotaura dzavangano
Dzavangano ndati kokanai
Hama unganai
Mese foneranai
Toda mumbosvika pano
Toda kumboponda nhamo
Hatichamuda pano
Tisvike ka kumagumo
Ah kumagumo
Huuu hahaha
Lyrics sourced via LRCLIB, contributed by its community.
