Soul Jah Love – Ndiri Zvinhu Lyrics

Ndiri Zvinhu Lyrics

Chiba-
Television, television, television
So-so-so (Soul Jah, Soul Jah)

Ndikati Fabhu
Vaudze kuti handingoridza zvigubhu
Chibaba! Vakuti futi ndiri rude
Asi manje ndinombotryer kuita good

Chiba-! Vanga vajaira kuona ndichikamhina
Vafara vaona ndine stamina
Inini futi ndakutombo-explainer
Nyaya yanguwo sa-entertainer

Vakanzwa maungira
Zita riye kani rapfumbira
Toimba pasina kana andikumbira, handimbokambira
Itarenda rangu kuitambira (So-So-So-

(Soul Jah Love hachisi chinhu, zvinhu)
Ndiregererei kana ndarasa hunhu
Asi handiite chifinhu
Inyaya yekungoti ndodiwa nevanhu

Makuruwani, Soul Jah Love hachisi chinhu, zvinhu
Ndiregererei kana ndarasa hunhu
Asi handiite chifinhu
Inyaya yekungoti ndodiwa nevanhu

Makuruwani, nekuti inini kungosimuka
Zita rangu harisi kudzimika
Ground rese rabva raganduka
Vazoona chibaba chiye chakajamuka, chatongoteremuka

Handiuye kuzodisturber, kuzofinhura
Ndiregererei, handiuye kuzokanganisa
Ndingatouya kuzogadzirisa
Motondidzikamisa

Ndenge ndasimudza chaunga
Ngoma dziye dzandakarunga
Inini ka ndakasunga (So-So-So-)
Ndiri Soul Jah Love handisi Chatunga

Soul Jah Love hachisi chinhu, zvinhu
Ndiregererei kana ndarasa hunhu
Asi handiiti chifinhu
Inyaya yekungoti ndodiwa nevanhu

Makuruwani, Soul Jah Love hachisi chinhu, zvinhu
Ndiregererei kana ndarasa hunhu
Asi handiite chifinhu
Inyaya yekungoti ndodiwa nevanhu

Makuruwani, handingauye kuzovhiringa musangano
Nekuti ndiri muyouth ane chirangano
Handingaite kahunhu keChipangano
Chokwadi dai mangondipawo mazano

Nekuti kungoonekwa mumvuri
Kunyangwe ini ndichifamba mhiri
Unonzwa, "Uyo! Uyo! Uyo! Uyo! Hokoyo"
Bvunza umwe wangu (So-So-So-)

Soul Jah Love hachisi chinhu, zvinhu
Ndiregererei kana ndarasa hunhu
Asi handiiti chifinhu
Inyaya yekungoti ndodiwa nevanhu

Makuruwani, Soul Jah Love hachisi chinhu, zvinhu
Ndiregererei kana ndarasa hunhu
Asi handiiti chifinhu
Inyaya yekungoti ndodiwa nevanhu

Makuruwani, handingaite noise handisi gaba riri empty
Inyaya yekungoti mastaira plenty
Vandiona vakunditi handina kana cent
Asi vamwe voti iexcellent

Ndiregererei ndarasa muswe
Handingade kuti pakanganiswe
Vanhu vakuruka vamiswe
Vashamiswe

Ndinongopfugama ndichitika
Kuchema ruregerero
Asi mangomaka ndichiteka
Ma-volume awedzere (So-So-So-)

Soul Jah Love hachisi chinhu, zvinhu
Ndiregererei kana ndarasa hunhu
Asi handiiti chifinhu
Inyaya yekungoti ndodiwa nevanhu

Makuruwani, Soul Jah Love hachisi chinhu, zvinhu
Ndiregererei kana ndarasa hunhu
Asi handiiti chifinhu
Inyaya yekungoti ndodiwa nevanhu

Makuruwani
Zvinhu
Makuruwani, Soul Jah Love hachisi chinhu
Soul Jah, Soul Jah, Soul Jah
Inyaya yekungoti ndodiwa nevanhu
Makuruwani

Lyrics sourced via LRCLIB, contributed by its community.