Soul Jah Love – Handisi kuganza Lyrics

Handisi kuganza Lyrics

Levels Production (honorary)
Chiba-
Chibabababa chigunduru
Honorary

Ndiri munhu ane choice
Ende futika ndine zvimavoice
Chibvunza boys nekuti vamwe vari mudisguise
Asi vari kuzviita vandipa advice

Hanzi,"Mhanya unotenga tauro."
Vasingazive kuti Sauro ndokuti gauro
Kubvira mauro ndovaudza kuti nhasi uno ndichavapendautsa

Vamwe vacho vachandiziva kuti seiko ndichizvigona
Ayehwa kani handifi ndakadonha
Mangoma futika ndinongopona
Ndini munhu wacho vaudze

Ndavaudza kuti handisi kuganza
Nekuti ini ndiri kuseenza
Chokwadi inini handimbovanza
Matsaga ndinovasiya vapanza

Chibaba handisi kuganza
Nekuti ini ndiri kuseenza
Chokwadi inini handimbovanza
Chibababa ndovasiya vapanza

Uchaona zvakunzi ndinomuziva
Nekuti vamwe vari kuda kugara vachindireva
Vasingazive kuti ayehwa hakusi kushaina
Nekuti ndinovaliner

Chibaba ndinoshanda
Pane kanditi Mugwaza
Vachiona vakuti handina kugeza
Vasingazive mupinyi ndaveza
Ndinenge razor, ivo vakuda futi kundizeza

But ndati handisi kuganza
Nekuti ini ndiri kuseenza
Chokwadi inini handimbovanza
Matsaga ndovasiya vapanza

Ndikati inini handisi kuganza
Nekuti ini ndiri kuseenza
Chokwadi inini handimbovanza
Matsaga ndovasiya vapanza

Nyangwe zvikanzi, "Papi?"
Vaudze Chibaba ndabva nekupi
Ah! Pasina nguva pfupi
Ndavaratidza kuti chibaba

Vese ndovabata chiuno nekuti
Ndasairira, ndazvambura
Ndasairira, ndabairira
Vashamisika mangoma ndavadzvovera, ndovarovera

Vamwe vachanogaira kuti ndiri kuzvisupporter
Vasingazive mangoma futi handimboneta
Vamwe vari kuziva kuti pandabata basa
Eh! Handimbomakise nekuti

Handisi kuganza
Zvandinoita muropa mangu
Nemutsinga, mumweya namuzvokwadi
Ngoma inomhanya muvhudzi

Nyangwe nemumaoko
Nebhurukwa randapfeka
Ingoma dzegadzo- saka hapana

Chokwadi ndati handisi kuganza
Nekuti ini ndiri kuseenza
Chokwadi futi handimbovanza
Matsaga vese ndinovasiya vapanza

Ayiwa kani handisi kuganza
Ndangoti ndimbova-liner
Ndangoti vambondi-liner
Vakandiona vasazo-hater

What l look like on television
Chigunduru

Lyrics sourced via LRCLIB, contributed by its community.