Soul Jah Love – Simudza Gumbo Remix Lyrics

Simudza Gumbo Remix Lyrics

On the ready (conquering)
Oskid
Pabasa ini ndakunobata decade
Vanondivenga vakuda kut ibenzi
Handimire ini ndorova high grade
Chadzoswa,ChabvaPauser
Chazodzwa,chadhonzwa
Inzwa inini
Soul soul soul soul
Nakadhula zvinonaka zvinodhura
Chibaba ngoma chinopfura
Handiimbe zvinongopfura
Ndatadza anenge mashura
Ukatarisa pandakakura
(Mu Mu)¹ Munda ndaingosakura
Saka uchiona ndinokiller
Ngoma ndichora
Ndovaponora
Pakudiwa Lassian
Osimbisa zhet na Prophet Passion
Kana mababe achavapa location
Ndiye anovapa full information
4-4-2 formation
Zvazvechipo (kwete chido,Ndoita rudo)
Inini fut handina godo
Sakauchiona handimboti Bodo
Ngoma dzasiyana nekutamba nhodo
Ndangoti Simudza Gumbo
Harizi rako,Mwasikana iwe zunza mutako, Neiko
Vamwe vese havako
Mwana iwewe unotangidza smoke
Simudza Gumbo
Harizi rako,Mwasikana iwe zunza mutako, Neiko
Vamwe vese havako
Mwana iwewe unotangidza smoke
Pano totoita Party Party Party Party Party
Munhuwese anouya pano akarova smart
Tuma Slay Queen tuana Mainini
Inzwa inini(on the ready),we wining and dining
Nhasi Handina jet ndaka parker rocket
Prophet Passion havasimbise ma sprocket
Vanozokurova big pocket,hativhurirwe ma docket
Wongoti One leg zhadabu
Miviri wakazara matatoo
Handidikufunga tatu, saka uchiona ndorova shangu
Ikarate pauri ipo ndomira pakati
Pamamonya ipapo nekuti haasi mabuti
Handiimbe zve duty, tiri mudenga kungePara
Simudza Gumbo
Harizi rako,Mwasikana iwe zunza mutako, Neiko
Vamwe vese havako
Mwana iwewe unotangidza smoke
Simudza Gumbo
Harizi rako,Mwasikana iwe zunza mutako, Neiko
Vamwe vese havako
Mwana iwewe unotangidza smoke
Isusu tinharo,
Vanenge pari pafaro
Aripo zvake Swerty Nyamayaro
Inini ndoida rekedero rererekedero
Inzwa kunge wakagara 180
Ita kut zvinhu zviite
Ini ndisajute, ndisote, vanhu vahete
Ndangoti Simudza Gumbo
Harizi rako,Mwasikana iwe zunza mutako, Neiko
Vamwe vese havako
Mwana iwewe unotangidza smoke
Simudza Gumbo
Harizi rako,Mwasikana iwe zunza mutako, Neiko
Vamwe vese havako
Mwana iwewe unotangidza smoke

Lyrics sourced via LRCLIB, contributed by its community.