System Tazvida – Bhuku Rerudo Lyrics

Bhuku Rerudo Lyrics

Bundu rerudo randivava dhiya
Bundu rerudo randivava mudiwa
Bundu rerudo randivava dhiya
Bundu rerudo randivava mudiwa

Ndichauya ikoko uzondikwenya dhiya
Ndichauya ikoko uzondikwenya mudiwa
Ndichauya ikoko uzondikwenya dhiya
Ndichauya ikoko uzondikwenya mudiwa
Kure kwegava ndokusina mutsubvu
Kure kwerudo ndokusina mudiwa
Kure kwegava ndokusina mutsubvu
Kure kwerudo ndokusina mudiwa

Bundu rerudo randivava dhiya
Bundu rerudo randivava mudiwa
Bundu rerudo randivava dhiya
Bundu rerudo randivava mudiwa

Ndichauya ikoko uzondikwenya dhiya
Ndichauya ikoko uzondikwenya mudiwa
Ndichauya ikoko uzondikwenya dhiya
Ndichauya ikoko uzondikwenya mudiwa
Kure kwegava ndokusina mutsubvu
Kure kwerudo ndokusina mudiwa
Kure kwegava ndokusina mutsubvu
Kure kwerudo ndokusina mudiwa

Vari kuno havazive
Mabhebhi ekuno haazive kundikwenya
Vari kuno havazive
Bhebhi rekuno harizive kundikwenya
Vari kuno havazive
Mabhebhi ekuno haazive kundikwenya
Ndovaudza vandikwenye vondimara
Ndovaudza vanditsvode vondisvipira
Ndovaudza vandikwenye vondimara
Ndovaudza vanditsvode vondisvipira
Ndovaudza vandikwenye vondimara
Ndovaudza vanditsvode vondisvipira

Ndichauya ikoko uzondikwenya dhiya
Ndichauya ikoko uzondikwenya mudiwa
Ndichauya ikoko uzondikwenya dhiya
Ndichauya ikoko uzondikwenya mudiwa

Hazvina mhosva kuti kunokwirwa ndege
Ndichauya ikoko uzondikwenya dhiya
Hazvina mhosva kuti kunokwirwa ndege
Ndichauya ikoko uzondikwenya mudiwa
Hazvina mhosva mabhazi mangani ndisvike
Ndichauya ikoko uzondikwenya dhiya
Hazvina mhosva mabhazi mangani ndisvike

Ndichauya ikoko uzondikwenya mudiwa
Hazvina mhosva mitunhu mingani netsoka
Ndichauya ikoko uzondikwenya dhiya
Hazvina mhosva mitunhu mingani netsoka
Ndichauya ikoko uzondikwenya mudiwa
Ndichauya ikoko uzondikwenya dhiya
Ndichauya ikoko uzondikwenya mudiwa

Handingarupe vamwe rudo rwako
Handingarupe vamwe vasingageze
Handingarupe vamwe rudo rwako
Handingarupe vamwe vasingageze
Handingarupe vamwe rudo rwako
Handingarupe vamwe vasingageze
Handingarupe vamwe rudo rwako
Handingarupe vamwe vasingageze avo

Ndichauya ikoko uzondikwenya dhiya
Ndichauya ikoko uzondikwenya mudiwa
Ndichauya ikoko uzondikwenya dhiya
Ndichauya ikoko uzondikwenya mudiwa

Ndikakufunga dhiya moyo wangu worwadza
Ndikakufunga dhiya moyo wangu worwadza
Ndikakufunga lavhi moyo wangu chigumbu
Swedera pedyo dhiya moyo wangu chigumbu
Swedera pedyo lavhi undikwenyekwenye

Vari kuno havazive
Bhebhi rekuno harizive kundikwenya
Vari kuno havazive
Bhebhi rekuno harizive kundikwenya

Lyrics sourced via LRCLIB, contributed by its community.