Afrobeat

  • |

    Rema – Calm Down Lyrics

    [Intro](Vibez)Another banger [Chorus]Baby, calm down, calm downGirl, this your body e put in my heart for lockdown, for lockdown, oh, lockdownGirl, you sweet like Fanta, ooh, Fanta, oohIf I tell you say, “I love you”, you no dey form yanga, oh, oh, yanga, ohNo tell me no, no, no, no, woah, woah, woah, woahOh-oh-oh-oh-oh-oh-oh-oh-oh-oh-ohBaby, come…

  • |

    Bazooker – Handikwerete Lyrics

    YeyeyeStraight outta MaseloPassion Java helloHapana kana chawaimboziva kuti ndangaNdine one short randaisada kana kumbosiyaBhutsu iya yawaifarira ndine munhu wandaienda kunokumbiraChimoko Waifarira tracksuit yandaipfekaIchi matcher nekajumpsuit kawaipfekaNdaisada kuti wangu uyu agondisekaIwe uchiti Colle hapana chaunolacker Paden ndaibuda ndine nyotaNdomhanya kunokumbira motaPassion Java akamboda kundisota pamwe dai ndakambouya ndine helicopter Asi handaiketa kuti haukendengeNdichiita chitsotsi Chidhumo MasendekeEnde…

  • Lady Mariam – Tinda Tiine Lyrics

    [Chorus]Reeba nakwehaOntware ahorikwenda, hoonaTinda tiine nobworanteeka omwihambaTindafeyo kasita ndi niiweNakwehaOntware ahorikwenda, hoonaTinda tiine nobworanteeka omwihambaTindafeyo kasita ndi niiwe [Verse I]Amagara gangye gonnaGakakwegomba kwiha omukureebaN’omutima gwangye gukakwetengaUh uh ntari kumanyaNkasimba amajhu ahansiNashaba ekiro n’omwihangweNi ndi nkushaba RuhangaAnyambe akundetereAkawurira eshaara zangyeYakuronda, yakureetaMbwenu kamusiime nanyeMwebaze, nowamani [Verse II]Narayira omuri abo abingiReeba mazima ntine buryaryaOmutima gwangye naguwa yiweKanshabe niiwe…

  • Takura – Haarore Lyrics

    Hanzi naAmai vako uyu haarooreHanzi uyu haaroore ahhKwaitombonzi naMai vako type iyi hairooreHandzvadzi dzati go away ahHanzi naAmai vakoHanzi paivapo yeaHanzi uri hanzi uri zai ravoHanzi uri zai ravo yea yeaBusy telling friend yavoImagine telling friend yavoHmmm manje ndine benz yavo Kana ndada ndinenge ndatodayou know meIf i tell you you’re the one then you…

  • Jah Prayzah – Gwara Lyrics

    Kwazuwayi mamboDai mandibvunza ndasangana neiMugomo ndaona madhunamutunaMusiwo weninga wakashaikaKwazuwayi mamboDai mandibvunza ndasangana neiMugomo ndaona madhunamutunaMusiwo weninga wakashaikaGwara, mukoma gwaraGwara, kushaya gwaraMugomo ndaona madhunamutunaMusiwo weninga wakashaikaGwara, mukoma gwaraGwara, kushaya gwaraMugomo ndaona madhunamutunaMusiwo weninga wakashaikaVoenda kumawera voendaVaramba kupindura vedzinzaVoenda machangamire voendaVoenda kunyangwe zvikabhendaVoenda kumawera voendaVaramba kupindura wedzinzaVoenda machangamire voendaVoenda kunyangwe zvikabhendaGwara, mukoma gwaraGwara, kushaya gwaraMugomo ndaona madhunamutunaMusiwo…

  • Jah Prayzah – Porovhoka Lyrics

    {Intro}Heyi, itai so majitaAhaha, WagwiziAyo young D, you done datZvakanangana {Pre-Chorus}Zvakanangana, zvakaramba zvakanamanaZvakanangana, zvakaramba zvakanamana, haZvakanangana, zvakaramba zvakanamanaZvakanangana, zvakaramba zvakanamana {Chorus}Tamba mwana akanaka tione, ahye ahyeWaita kakudhingukira wasimuka nehondoTamba mwana akanaka tione, ahye ahyeUnenge bhanan’ana, denga rinoridza ngomaTamba mwana akanaka tione, ahye ahye {Post-Chrous}Zvekuverenga change mubhawa, iwe zvakasara paya payaTamba mwana akanaka tione, ahye ahyeKune…

  • Jah Prayzah – Murder Lyrics

    WagwiziHaa, Mukoma ndichiri mukati kuremandMhosva yangu ndakakanda chigirinedhiNdakaona pamba pangu posvika bhirigedhiyaZvikanzi akanda chingoma ichi ko ndiani Ndasungirwa murder, attempted murderNdarova ngoma kusvika mumwe munhu afendaNdasungurwa murder, attempted murderNdarova ngoma kusvika mumwe munhu afenda Goat une maguts, une madisnyongoroKubaya bulls eye nemadarts, une madisnyongoroUne kathis, une kathat, une madisnyongoroKana maboss kubvisa bhachi, une madhisinyongoro Dai…