Sizzla – I Love You So Lyrics
I Love You So lyrics by Sizzla.
I Love You So lyrics by Sizzla.
Vanotora zvevapfupi nekureba(sekutamba sekuseka)Ibotso (Holy Ten)Vanonyepa vanonyepedzeraVanozeza vanozeza kusevaVano spender vanotenga tenga (ibotso) Ini ndiri muimbi chete, handina pfuma handina bakatwaMusandikande pasi kunge hakataa (ibotso)Haiwa ndiri muimbi chete, no pfuma no bakatwaSaka ini musandikakataa WINKY DNdona pekugara ndinoda roofNdoda chekudya mumba mune hupfuPaghetto tiri kuchema kunge rufuVamwe varikukwata varikuchemera muvhu Vauya netsvimbo hanzi ndiani anoti…
YeyeyeStraight outta MaseloPassion Java helloHapana kana chawaimboziva kuti ndangaNdine one short randaisada kana kumbosiyaBhutsu iya yawaifarira ndine munhu wandaienda kunokumbiraChimoko Waifarira tracksuit yandaipfekaIchi matcher nekajumpsuit kawaipfekaNdaisada kuti wangu uyu agondisekaIwe uchiti Colle hapana chaunolacker Paden ndaibuda ndine nyotaNdomhanya kunokumbira motaPassion Java akamboda kundisota pamwe dai ndakambouya ndine helicopter Asi handaiketa kuti haukendengeNdichiita chitsotsi Chidhumo MasendekeEnde…
Its not money that can buy you all the things in life Its not money that can make you be a better wife Its not money that can make you pay the love price Its not money no These three little words Running up in my nerves If I say I love you gyal and…
(Unonyepa iwe)Handipere power, powerBeing through the fire, fireHandipere power, powerKeep going higher, higher No obstacle coulda come get me downKwandabva kure look how far where me goHigher is the only roadHona kune level, level Obstacle coulda come get me downKwandabva kure ndichikwira makomoHigher is the only road Hona kune level, levelNdenge ndichingova baya, bayaNeni vanoona…
Zvausinga kwaniseChingosiya zvichipfuraNguva yababa ichakwanaUchazviwana zvaunoshuwa Inini moyo wangu dzikamaNekuti zvaunoda handinaNdangoti moyo wangu dzikamaNekuti zvaunoda handinaInini moyo wangu dzikamaNekuti zvaunoda handinaNdangoti moyo wangu dzikamaNekuti zvaunoda handina Unoda kuti ndiite, zvisinga diweUnoda kuti ndiite, zvisinga bvumirwweNekuti moyo wangu une ruchivaAsi ini mumwe wako handidi izvozvoUnoda ndikutende neikoIni ndakazvarirwa kuvaromboNekuti pauno ndipinza pamwe pakaomaNenguva tunondiisa yacho…
Eiyee…eiyee.. eiyeeEiyee…eiyee.. eiyee Ndoda kubvisa pa obviousZvisina kumira mushe zviri seriousSa scott, kuku Kune variko ndisite ndisimbiseMwari ndokumbira kuti vachaneseKana ndatanga ndisiye ndipedzeseNdimerure ini handitengese Tirikuno tirikunoHatina chinono titone zanoHatipo pakati pemazinoAsi nhasi asiyana nemusiuno Dzichava nhorondo (Aah)Mwari vanobuditsa mudondoNdoda kuvapa mbiri kwete yepondoNekuti ndivo mambo vanochinja musambo Ehee, ehee, eheeTaitombo dai so, takumbo dai…
Brrrrrrr Akakumisa Tammy Akakumisa Tammy wakanzi easy apapa ndepaChiweda Nyangwe Chiweda isiri mbada Anongopadya pauri kuda Kana ndanyepa ndigere zuda Undigere zuda Takuita sei? Takuita so Ndakukutsvukisa ziso Ndobva ndakubvisa chiri kumeso Uri gitare kuno kuMacheso Kukohwa mumunda menyu Ndicho chironda chandaisa munyu Zvanga zvakafa ndazvipa upenyu Handivhunduke mutsindo wedzvinyu Uchiri kumuda Gamu Gamu asina…
[Intro]Aka kekumaflats kuMbareKadance kabuda nekuMatapiNdisingazoziva hangu kuti nechepapiMuchavaona varidzi vacho kuti ndevapiIkaka [Chorus]Aka ikaka akaKanjivaAka ikaka akaKanjivaKakaiswa apaKanoiswa apaKozoiswa apa apa apaKakauya apaKachaenda apaKozoenda apa apa apaIkaka [Verse 1]Ikaka karikucreanwaVanoshaya remuromo remukanwaIkakaKobva kanzi pagiraziKakanzi pause kachadzoka karieasyIkakaEhe karikunakaAh ah ikakaAh ah ikakaIwe ita uchitarisa mupakaIchi chinotanga chiriaka[Chorus]Aka ikaka akaKanjivaAka ikaka akaKanjivaKakaiswa apaKanoiswa apaKozoiswa apa apa…
Chisimukawo tiende mudiwaBata chako ini ndibate changu tiite tese tiendeChisimukawo tiende mudiwaAkuruma nzeve ndewako ita iwe neni tiende The truth is I love youBut I cannot promise to tell you thingsYou never heard before of course yes I love youAnd I promise I’m not like whoever you were with beforeYou were with beforeYou were with…