Zim Dancehall

  • Killer T – Ndaisamboda Lyrics

    Ndiudzewo uine zvawakarongaKana uine zvawakarongaNdiudzewo uine zvawakarongaKana uine zvawakaronga Kubvira zuva rawakaendaNdiro zuva ratakapesaniswaNdovimba Mwari achatisanganisaMudiwa wangu ndichizvininipisaRuregerero ndakumbiraNdoita kuchema zvine maungiraNdashaya kana chekutauraNdashaya kana pekutangira Ndaisada here kukurwadzisa mudiwa wangu we (ndaisamboda)Ndaisada here kukurwadzisa mudiwa wangu we (ndaisamboda)Ndaisada here kukurwadzisa mudiwa wangu we (ndaisamboda)Ndaisada here kukurwadzisa mudiwa wangu we (ndaisamboda) Kutadzirana kuno wanikwa mudiwa…

  • Jah Master – Hello Mwari Lyrics

    Levels ProductionChillspotJah MasterKurungai Kurungai KurungaiKurungai ndiani?Asi rasta imi mave kumhanya baniHaazi mafunnyNdonzi baba Tichafa kana kuti JordanVari kufunga kuti zvoperaManje Mwari wangu ndongovabvomvera kutiHello MwariPane vanhu vari kunditsara mariMusapindire iphysically asi dei yanga iri spirituallyVari kufunga kuti zvoperaManje Mwari wangu ndongovabvomveraNdakavasetera gokoraNdichidaka moraVachaona horaVachatsenga soraNgoma ndakatemwa nyora iniVachatorwadziwa havasati vaporaNgoma tine BhaibheriTakadzinamatira kutemberiChishuwoTiende mberiKuti mangwana…

  • Winky D – Naye Lyrics

    [Intro]Hanzi wangu mutema temaAsi handidi naye (naye) Chauya futiChadzoka futiGafa zvekare Chinonzi rega ndechiri muruoko (ndechiri muruoko, Jusa)Kwete chiri mumoyo (chiri mumoyo) [Chorus]Hanzi wangu mutema temaAsi handidi naye (naye)Hanzi haabvire kuchenamaIni handidi naye (naye) [Bridge]Vari kuda kundiudziraDai mambomira kundi chuziraPanapa rudo ruri kubviraKushoropodza kwenyu kukushidzira [Verse 1]Shamwari changu chihachi (horse)Ndakabvisira ndakapfeka bhachi (knot)Yamunopembedza muchiti ihotIkauya kudumba kwangu inoughtSaka ndaka…

  • Winky D – Murombo Lyrics

    [Verse 1]Ndati ndiite masaramusi zvanditemesa musoroHurombo ibhizimusi kune vari kumusoroKuti nditaure zvanzi uyu ane mukonyoManje hokoyo! [Chorus]Murombo ndiye adiiko panofara vane mariMurombo ndiye adiiko panotamba vane mariDikita rake maguta kune vaya vane mariMisodzi yake maguta kune vaya vane mari [Bridge]Saka ndati ndibvunze why why why Baba? (why Baba?)Ndinombokungura dai dai zvangu ndafa (dai ndafa)Ndati ndibvunze why why why Baba?…

  • Enzo Ishall – Vakamhanya Makarimwa Lyrics

    Ita handidi kunzi ndiri shashaUkazvikudza wakuvapa hashaChiteerera, nenyashaTarisisa usati wanyongosha Vakapikisa vakamhanya makarimwaNdakaona vadzoka varamwaPakati pemazino hapasi pekutambiraUnotozongorumwaPavakapikisa vakamhanya makarimwaNdakaona vadzoka varamwaHanzi pakati pemazino, pemazino Vakakurirwa neruchivaNzira kwayanga iri vaikuzivaHana dzavo kana kumborovaKusina mukoti hakuna mukovaChizvininipisa wotozvinyorovaOhh vakazongosangana nazvoZvavaitarisira zvakanga zvisirizvoPakanga pasina kwavari kuendaBva vasurrender.. Vambopikisa vakamhanya makarimwaNdakaona vadzoka varamwaPakati pemazino hapasi pekutambiraUnotozongorumwaPavakapikisa vakamhanya makarimwaNdakaona vadzoka varamwaHanzi pakati pemazino,…