|

Holy Ten – Zvivindi Lyrics

Zvivindi zvekutofunga vanhu vevanhu une zvivindiZvekuda kufuga jira repano une zvivindiZvekuda kupfuura panopera muganhu une zvivindiAsi zvivindi zveiko? Seiko? Pacho panoropafadzwa pacho pakabatanidzwaPacho pakatangwa imba ndo panotamba imbwaMwari nanhasi andinzwisiseWhy vanhu kuita ma gutsZvamakaronga imi kuti zvimiswe imi Aiwa imbodya spoon yenyadzi pleaseImbodya spoon yenyadziUtori newako waunoti wakoHameno kuti uku lacker chiiPeople invest wo mukuda…

 SaintFloew – Silas Mavende Lyrics

Ndikati rugare mujoma-a-ahNdinenge ndamwa tea tea teaKo zita ndonzi SilasSamanyanga sounds likeSamanyanga sounds like ENah one of de-e-e-m Eh, ko zita ndonzi Silas MavendeNdenge ndri ndega ndichikaka tendeKana mangondiona mongondisiya ndiendeSorry zvenyu kungodhakwa cheteNdaona zitsoka rake riri panze, anga achitambira pachivanzeAmai mwana wenyu ndewe mastanze, maybe kugona kunoita aganzeSaka ndati rugare mujoma-a-h(Rugare kwamuri) Mmh hmm…

Drake – Sticky Lyrics

[Verse 1]AyyHomer hanging on my neckThe bracelet matches the setMy brother named his ting NadalLet’s stop all that back and forth over the ‘netMy mama wish I woulda went corporateShe wish I woulda went exec’I still turn to a CEO so the lifestyle she respectAyy, two sprinters to QuebecChérie, où est mon bec?They only givin’…

Holy Ten ft. Nutty O – Husiku Hurefu Lyrics

[Verse 1] Holy TenTalking to myself i start thinking ndakupengaEarly in the morning i’m drinking, ndakutengaBeer randoda ndisina mask yandakapfekaHandichanyare nazvo handichakwate kwazvoI’m always nema chicks asi handirare navoItype isingarare pese pato trapper wangu,Itype isingasare vese vanomuketa gamuPakati pe pie saka siyana naye Pese pandorota zvinotyisa ndomuka hana yangu ichirovaNdomutsa hama dzangu ndichibowaNdomuka mangwana ndichiona…

Alick Macheso – Charakupa Lyrics

Charakupa denga tenda iweTenda iwe iweTendawo uchapihwa zvimwe Charakupa denga tenda iweTenda iwe iweTendawo uchapihwa zvimwe Kana zvakawanda ipawoKune avo vanoshaya vapewo uchatendwa naShe Kana zvakawanda ipawoKune avo vanoshaya vapewo uchatendwa naShe Variko vangakusvibise MoyoRega vakadaroIta chete zvawakapihwa nashe Variko vangakusvibise MoyoRega vakadaroIta chete zvawakapihwa nashe Kukupa kuona zvauriUne Moyo une Rudo nevamwe usadzoke shure…