Holy Ten – Pandichamuka Lyrics
Pandichamuka pandichazenge ndamukaNdicha, argh, ndichanochengeta mushaPandicha bvunzwa, pandichazenge ndabvunzwaNdichati ndine mavanga. Vakandipikira munzwaVakanditsika tsika, vakanditsika mutsipaVakandirwisa, vakatosiya vapfiga mimba Pandichamuka pandichazenge ndamukaNdinemavanga vakandipikira munzwaBaba vepano, baba vepano vadhakwa maoneVachazobatika kumaone, vachadzokaVakati tambai muchadzanaVakazvigaya mambamaVanoti rice racho makangaVanoti ndandichada yekuTanganda. Vato mucheekyNdiri munhu wenyama, shaUsandidaro. Pamberi pevana vanguNdine mufaro, wakanditora kune hama dzanguWaka bvisa rusambo, wakandizora…
